Manikidzo: Kusiyanisana kwezvidzokororo
Mataridziko
Content deleted Content added
No edit summary |
No edit summary |
||
Mutsetse 2: | Mutsetse 2: | ||
Fosi tinoiwona mazuva ose panosundwa kana kuzvuviwa chinhu. Fosi inokenzera kuchinja |
Fosi tinoiwona mazuva ose panosundwa kana kuzvuviwa chinhu. Fosi inokenzera kuchinja , kuchinja kwedzivo, kana kuchinja kwemaumbirwo akaita [[chiumbwa]] zvikuru sei takatarisana nezviumbwa zvisina kusimba. |
||
Dzokororo sekubva 04:12, 24 Gunyana 2011
Muchidzidzo chefundoyetsimba, Fosi (Force) inokonzera kuchinja kwemuchacha, rudzivo kana kuumbwa kwemutumbi.
Fosi tinoiwona mazuva ose panosundwa kana kuzvuviwa chinhu. Fosi inokenzera kuchinja kwemuchacha, kuchinja kwedzivo, kana kuchinja kwemaumbirwo akaita chiumbwa zvikuru sei takatarisana nezviumbwa zvisina kusimba.
Fosi ine tsazaniso inoti F = huremu X kufangura. Fosi inopimwa nechiyero chinonzi Newton (N).