Svetuka kuchirochemo

Kuxapa

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 12:47, 18 Ndira 2023 na Masiziva (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Kuxapa (kureva kuirdza tsamwa paChishona chemazuvaose) ishoko reChindau rinoshandiswa kutsanangura manzwiro ekusafara kwomunhu nekuda kwezvinenge zvaitika, zvataugwa, zvaoneka kana kufangwa, uye nezvimwe zvikonzero.