Mazita eChishona
Mataridziko
Mazita eChiShona ari pachinyorwa chino mazita ari kushandiswa mazuva ano semazita ekupiwa - first names. Mazita eChiShona akawanda nokuti mamwe mazita anopiwa zvichienderana nokuti vabereki kana mhuri iri padanho rakadii muupenyu. Sokuti mhuri yabva mukufirwa inokwanisa kupa mwana azvarwa panguva iyoyo zita rokuti Munyaradzi kana kuti Tanyaradzwa.
Pachikamu chino hapana kunyorwa mazita emhuri - surnames. Mazita ari pano akanyorwa zvichitevedza alphabet.
A
B
C
D
E
F
G
H
I
J
K
M
N
O
P
R
S
T
U
V
W
Y
Z